KwaunobvaDuramazwiTtodo

Duramazwi

todo

zvu-u

Zvinoreva

Kana mvura kana chimwewo chinhu chikati mumudziyo todo chinenge chazadza mudziyo uyu.

Kuti todo kunyura kwezuva zvokusara kusina kabandi kanoonekwa.

Kana nyimo nyoro yakabikwa ikati todo inenge yabuda mudeko rayo mushure mokusvinwa rimwe divi.

1

2

3

Zvakafanana

zvu-u

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

todogo

Kuti todogo kuedza kubvisa chinhu chakaoemerera muvhu.

Verenga

Swipe for the next word