Duramazwi · zita
tochi
torch
Duramazwi · zita
torch
Tochi kamwenje kokuo-nesa kanoiswa mabhatiri.
Tochi kamwenje kokuo-nesa kanoiswa mabhatiri.
Bhatiri mudziyo unobata nekuchengeta simba ramagetsi, kufanana nezvinopa simba iri pamotokari kana tochi.
Tochi kamwenje kokuo-nesa kanoiswa mabhatiri.
Vanhu vakazoziva kuti tsotsi yaiva ani payakanzi ga-a netochi.
Duramazwi
01 / 03tochora
Kana munhu akatochora ziso anenge aribvisa mugomba maro achiita zvokuridzvanyirira rimwe divi.
VerengaSwipe for the next word