KwaunobvaDuramazwiTtobora

Duramazwi

tobora

Zvinoreva

Kutobora chinhu kuchikakata zvinyoro-nyoro chichibva pakamanikana. Vana ambuya vanotobora nhokwe dzokujurujisa majuru.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tobvo

Kuti tobvo kutsika muzvinhu zvakaita semadhaka usingafungiri.

Verenga

Swipe for the next word