Duramazwi
-tizira
Zvinoreva
Kutizisa kuroora mukadzi achiita zvokuperekedzwa kumurume navatete asi vabereki vake vasingazivi.
1
Kutizisa kuroora mukadzi achiita zvokuperekedzwa kumurume navatete asi vabereki vake vasingazivi.
Pakutizisa mukumbo apa panenge paine wirirano yakakwana pakati pemusikana nemukomana.
Kana jaya rafunga kuita zvokutizisa mukumbo rinenge raona kuti nzira chaiyo inofanira kuteedzwa iri kure uye inorinonotsa.
Patakatizisa mukadzi, takamuvandaidza kusvika tava kure.
Zvine chekuita
-tizira
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03to-
Ichi chiitogama chinoratidza zvinhu zvakaitika kare kana zvichangoitika. Akazopedza chikoro atowana basa.
VerengaSwipe for the next word