Duramazwi · chiito
tiza
flee · runaway · escape
Duramazwi · chiito
flee · runaway · escape
Kutiza kubva pane imwe nzvimbo nekuchimbidza, nekuti panenge paipa.
Kutiza kubva pane imwe nzvimbo nekuchimbidza, nekuti panenge paipa.
Hakuna akaudza vamwe kuti tiza.
Kuti bvembere kutiza-tiza kana kunzvenga-nzvenga kuti usabatwe kana kuonekwa.
Tadiwa kakada kutiza ndokubva angonzi gumbo mhiku achidonha pasi nemazino.
Kana mwana achitiza chikoro anenge aita tsika yokungobva kana kusaenda kuchikoro zvisina mvumo.
-kwara
Duramazwi
01 / 03tizira
Kutizira kumhanya uchienda pamwe panhu kazhinji uine zvaunenge uchitiza.
VerengaSwipe for the next word