Duramazwi
Zvinoreva
Kufamba kuenda kure.
1
Kufamba kuenda kure.
Kuguumudza kurova-rova pasi pechinhu, kuitira kuti zvasarira mukati macho zvibude.
2
Kurova pasi kupinda munzira kuti ufambe rwendo rwaunenge wakaronga.
3
Kurova pasi kutiza.
4
Kana munhu achinzi arova apasi anenge afa.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rova-rova
Kana munhu achirova-rova mumwe anenge achimupa tumbama twekutamba senzira yokumunyengetedza.
VerengaSwipe for the next word