Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achirova bembera anenge achitaura zvakaipa zvaakaitirwa paruzhinji, achiitira kuti nyakuita azvinzwe, azive kuti zviito zvake zvinoziikanwa.
1

Vahosi vakarova bembera
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rova ngoma
Kuita zvemimhanzi kana zvimwe zvinonakidza.
VerengaSwipe for the next word