KwaunobvaDuramazwiRrotomoka

Duramazwi

rotomoka

-foya-bwonyoka

Zvinoreva

Kurotomoka kutaura zvisina basa, usina kufunga.

1

Kurotomoka kutaura zvisina basa, usina kufunga.

Uyu munhu anongorotomoka kutaura zvinenge zvauya mupfungwa dzake.

Kurotomoka kutaura kunonzwika kunoitwa nemunhu akakotsira.

Kurotomoka kutaura zvisina basa, usina kufunga.

2

Kurotomoka kutaura kunonzwika kunoitwa nemunhu akakotsira.

Zvakafanana

-foya · -bwonyoka

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rotswa

Kuoneswa zvichaitika wakarara kuhope.

Verenga

Swipe for the next word