Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ati roto anenge apererwa nemashoko ekutaura, ava kunyara.
1

Kuti roto kuneta kukuru kunenge kuine nzara mukati.
2

Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rotomo
Kuti rotomo kukaruka munhu ataura zvinhu zvisingapindirani nenyaya inenge iri mudariro.
VerengaSwipe for the next word