KwaunobvaDuramazwiRrotesheni

Duramazwi · zita

rotesheni

Zvinoreva

Rotesheni inzira yekurima nayo, yekudyara mbesa uchichinjanisa dzakasiyana-siyana pabindu rimwe chete.

1

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

roto

Kana munhu achinzi ati roto anenge apererwa nemashoko ekutaura, ava kunyara.

Verenga

Swipe for the next word