KwaunobvaDuramazwiRrotomo

Duramazwi

rotomo

Zvinoreva

Kuti rotomo kukaruka munhu ataura zvinhu zvisingapindirani nenyaya inenge iri mudariro.

1

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rotomoka

Kurotomoka kutaura zvisina basa, usina kufunga.

Verenga

Swipe for the next word