Duramazwi
-rota
Zvinoreva
Kuoneswa zvichaitika wakarara kuhope.
1
Kuoneswa zvichaitika wakarara kuhope.
Akaona mabwe aya aakanga arotswa.
Vanhu vechikuru ndivo vairotswa hope.
2
Kurotswa kuratidzwa kana kuudzwa zvinhu zvawanga usingazivi, kana kuti zvichazoitika asi iwe uri kuhope.
Vamwe vanhu vanohwina kumijaho yemahachi vanoti vanotoita zvokurotswa vasati vabheja.
3
Kana munhu achiti anorotswa zvinoreva kuti anenge achisvikirwa nenzira yokuti anoratidzwa zvichaitika iye akarara. Dzimwe n'anga dzinokanda hakata asi dzimwe dzinorotswa.
4
Kufemerwa.
Zvine chekuita
-rota
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rova
absent
VerengaSwipe for the next word