Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achiti akafemerwa anenge achireva kuti akaoneswa zvimwe zvinhu zvakavandika, zvisingaonekwi nevazhinji.
Kana munhu achiti akafemerwa anenge achireva kuti akaoneswa zvimwe zvinhu zvakavandika, zvisingaonekwi nevazhinji.
Zvisinei vakatoita kunge vaive vafemerwa havo nekuti kubva zvandaive ndabva kutown spirit yangu yaive yave down zvisingaite.
Kana munhu achiti akafemerwa anenge achireva kuti akaoneswa zvimwe zvinhu zvakavandika, zvisingaonekwi nevazhinji.
Kana munhu akanzi akafemerwa anenge angoita chimwe chinhu asingazivi kuti chii chinozotevera, asi kumagumo kwacho zvinhu zvozobva zvatomunakira.
Zvine chekuita
-femera
Zvakafanana
-rotswa
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03femha
Kana n'anga ichikufemha inenge ichikuruma kana kuti kurumika, ichizobudisa chimwe chinhu muganda mako.
VerengaSwipe for the next word