Duramazwi
Zvinoreva
Kukwanisa kufema kashoma mushure mekuneta.
1
Kukwanisa kufema kashoma mushure mekuneta.
Vaviri vainge vofemeruka zvino.
Apo akati dzedzeu kumuka, akakaida mvura yaiva mudende, zvekuti paakaipedza akafemeruka.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03femerwa
Kana munhu achiti akafemerwa anenge achireva kuti akaoneswa zvimwe zvinhu zvakavandika, zvisingaonekwi nevazhinji.
VerengaSwipe for the next word