KwaunobvaDuramazwiFfemereka

Duramazwi

femereka

Zvinoreva

Kufemedzeka.

1

Kufemedzeka.

Kuti pfiku kutangisa kuchema, munhu achibuda misodzi achifemereka.

Kufefedza kufemereka zvine ruzha, senoita munhu anga achimhanya.

Kugomera kufemereka zvine ruzha uchimbovhara mweya mukati, zvinoita munhu ari kurwadziwa kana kuita zvinhu zvine simba.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

femeruka

Kukwanisa kufema kashoma mushure mekuneta.

Verenga

Swipe for the next word