KwaunobvaDuramazwiFfemo

Duramazwi · zita

femo

gasp

Zvinoreva

Femo mweya unopinzwa kana kuburitswa mumuviri.

1

Femo mweya unopinzwa kana kuburitswa mumuviri.

Akatora femo refu mushure mekumhanya kwenguva refu.

Femo mweya unopinzwa kana kuburitswa mumuviri.

2

Femo mweya waunobudisa kamwe chete wakati wandei, kana zviya waneta kana kusuwa kana kuti zvanga zvichikunetsa zvapera.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

femu

Kuti femu kukura muviri iwe wobva wafuta zvakanyanya.

Verenga

Swipe for the next word