Duramazwi
Zvinoreva
Kufemura kubvisa hwada inenge iri pamusoro, sezvakaita yesadza.
1

Kufefemura kumutsa munhu anga afenda kana kuti anga arwara zvokutenge afa.
Kufemura kubvisa hwada inenge iri pamusoro, sezvakaita yesadza.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03femuruka
Kana wafemuruka muviri wako unenge wakura zvikuru.
VerengaSwipe for the next word