KwaunobvaDuramazwiFfena

Duramazwi

fena

-kuruza

Zvinoreva

Kana uchifena chikwenga unenge uchichikwiza kana kuchipara kuti ugosara wava nemakushe chete.

Kana munhu achifena anenge achiita kuti paari papinde mhepo, achifambisa-fambisa feni kana chimwe chinhu mumhepo.

Mushonga werubatsiro.

1

Kufena kubaya kunoita munzwa kana chipenga muganda, kunyanya pasi penzwara.

2

3

4

Zvakafanana

-kuruza

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word