KwaunobvaDuramazwiFfenda [-fena]

Duramazwi

fenda [-fena]

-Ziya-fukama-demera

Zvinoreva

Kana munhu afenda anenge ati rabada achiita seafa.

1

Kana munhu afenda anenge ati rabada achiita seafa.

Sharai akafenda achangopedza kumhanya mujaho wakareba.

Zvakafanana

-Ziya · -fukama · -demera

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fendefa

Fendefa zidombo rakati pamhama, kana kuti chimwewo chokutsika chinenge chakaforomwa nesemende.

Verenga

Swipe for the next word