Duramazwi
rova ngoma
-ridza ngoma-tamba ngoma
Duramazwi
Kuita zvemimhanzi kana zvimwe zvinonakidza.
Kuita zvemimhanzi kana zvimwe zvinonakidza.
Kana muchirova ngoma munenge muchiridza mimhanzi.
Kurova ngoma kurara pabonde kunoita mukadzi nomurume.
Kurova ngoma kutaura kuti vanhu vakashingirira kuita zvavaida vachibatsirana vakawanda.
Tose takanga taneta chaizvo, asi pakatanga kuridzwa miridzo, tikachitanga kurova ngoma tobandura matombo.
-ridza ngoma · -tamba ngoma
Duramazwi
01 / 03rova pasi
Kufamba kuenda kure.
VerengaSwipe for the next word