Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana uchirosita nyama kana chimwewo chikafu, unenge uchichigocha muhovhoni kana pamoto kuti chiibve pasina kudirwa mvura.
Rosita ibepa kana chidziro chinonyorwa mazita evanhu nezvavanotarisirwa kuita panguva dzakatarwa. Kuchikoro kirasi yoga yoga inofanira kuisa rosita rinotaridza vanotsvaira vhiki nevhiki.

Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rota
dream
VerengaSwipe for the next word