KwaunobvaDuramazwiRrosheni

Duramazwi · zita

rosheni

Zvinoreva

Rosheni mafuta okuzora kumeso kana muviri akaita mvura mvura, anowanzoitwa zvokusvinwa kubva muchigaba mawo.

1

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rosita

Kana uchirosita nyama kana chimwewo chikafu, unenge uchichigocha muhovhoni kana pamoto kuti chiibve pasina kudirwa mvura.

Verenga

Swipe for the next word