Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chizorwa mafuta, mushonga, kana poda yaungatsvetera paganda romuviri. Kana munhu apedza kugeza anoisa chizorwa paganda kuti asachenuruka.
1
Chizorwa mafuta, mushonga, kana poda yaungatsvetera paganda romuviri. Kana munhu apedza kugeza anoisa chizorwa paganda kuti asachenuruka.
Ichi chizorwa chakaita upfu chinozorwa kumeso kuti kunyatsotsvedzerera.
Ichi chizorwa chinenge pendi, chinozorwa panzara sechishongedzo.
Nyama kana chizorwa chinonyiminya nokukora.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chizumbu
Rwatata.
VerengaSwipe for the next word