KwaunobvaDuramazwiCchiziviso

Duramazwi · zita

chiziviso

announcement · notice · announcement; notice

Zvinoreva

Chiziviso mashoko akanyorwa kana kuti okutaura, anoyambira kana kuudza voruzhinji zvinhu zvingavabatsira. Chiziviso chiri pamadziro icho ndechemazamanishoni achanyorwa kupera kwegore.

1

Chiziviso mashoko akanyorwa kana kuti okutaura, anoyambira kana kuudza voruzhinji zvinhu zvingavabatsira. Chiziviso chiri pamadziro icho ndechemazamanishoni achanyorwa kupera kwegore.

Notisi chiziviso chezvimwe zvinhu chinopiwa kuzivisa zvichada kuzoitwa pamberi.

Apa ndepano nyorwa chiziviso kuitira kuti vanhu vazive zvavanotarisirwa kuita kana vasvika panzvimbo.

Posita chiziviso chinoiswa pamadziro senzira yekushambadza.

Zvakafanana

ziviso

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chizizimutondo

Urwu rumwe rudzi rwezizi rakaita diki, rine nzeve refu. Chizizimutondo chandaona chakada kuenzana nenjiva.

Verenga

Swipe for the next word