KwaunobvaDuramazwiZziviso

Duramazwi · zita

ziviso

advertisement · notification · introduction

Zvinoreva

Chiziviso.

1

Chiziviso.

Tsambambozha inoshandiswa kutumira kwaziso, zviziviso zverufu, zvemisangano, kana mamwe magwaro anoda kusvitswa kunenge kuchidiwa.

Vanhu kusati kwave nemafoni vaiende pawairesi kunoteerera zviziviso zverufu, vanhu vanenge varasika kana kunzwa zvebudiriro yenyika.

Sajeni munhu anotumwa nasabhuku kuzivisa vanhu vomuraini kana kuine dare, kana zvimwewo zviziviso.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word