KwaunobvaDuramazwiZzivo-

Duramazwi

zivo-

inexperienced

-ziviro-

Zvinoreva

Ichi chiitogama chinotaridza kuti zvinhu zvinogara zvichiitika.

1

Ichi chiitogama chinotaridza kuti zvinhu zvinogara zvichiitika.

Musharukwa munhurume anenge akura chaizvo pazera uye aine zivo noungwaru.

Kudzidza kutsvaga zivo nenzira dzakasiyana-siyana.

Zvakafanana

-ziviro-

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zivurura

Kana munhu achizivurura chinhu anenge aine ruzivo rwakanyanya pamusoro pacho. Haangapedzi nguva pakugadzira ingini iyi nokuti anoizivurura.

Verenga

Swipe for the next word