KwaunobvaDuramazwiZzivana

Duramazwi

zivana

Zvinoreva

Kana mukomana nomusikana vachinzi vakazivana vanenge vakamborara vose pabonde.

1

Kana mukomana nomusikana vachinzi vakazivana vanenge vakamborara vose pabonde.

Aive angoita shamwari yangu zvezuva rimwechete iyezvino akuda kutoactor ungati taive tatove negore tichizivana.

Chero naiye haanawo kuda kuzviratidza kuti tinozivana akatondisheedza achiti my sister kwete Tasha zvaaive akajaira kuita.

Vanhu vanotaurirana vanenge vachizivana havo pane zvavanenge vachitaura zvacho.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zivha

Kuti zivha kumhara kweshiri huru mumuti kana pamwewo panhu.

Verenga

Swipe for the next word