Duramazwi
Zvinoreva
Kuti zivha kumhara kweshiri huru mumuti kana pamwewo panhu.
1

Kuti zivha zivha kumhara mumiti panguva imwe kweshiri huru dzinenge dzakawanda.

Kana munhu achinzi akati zivha anenge akagara zvinotaridza unungo. Usarambe wakati zivha apo isu tichifanira kudzokera kumunda.
2

Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zivha zivha
Kuti zivha zivha kumhara mumiti panguva imwe kweshiri huru dzinenge dzakawanda.
VerengaSwipe for the next word