KwaunobvaDuramazwiZzivira

Duramazwi

zivira

Zvinoreva

Kana munhu azivira kuita chinhu, anenge ajairira kuchiita. Mombe iyi yazivira kudya mugadheni rechikoro.

1

Kana munhu azivira kuita chinhu, anenge ajairira kuchiita. Mombe iyi yazivira kudya mugadheni rechikoro.

Ndainyatsobika zvandaizivira ndega.

Kugwadabuka kukwanisika kubviswa kwechivharo pachinenge chakadzivira.

Chishandiso chinodzivira mafambiro emvura kana mhepo mupompi (valve).

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word