KwaunobvaDuramazwiZzivisisa

Duramazwi

zivisisa

-zivisa

Zvinoreva

Kana uchizivisisa chinhu unenge uchikwanisa kupa tsanangudzo yakazara pamusoro pacho. Kuti munhu ugone kubata mbavha unofanira kutozivisisa maitire ayo, zvisizvo inogona kukuuraya.

1

Kana uchizivisisa chinhu unenge uchikwanisa kupa tsanangudzo yakazara pamusoro pacho. Kuti munhu ugone kubata mbavha unofanira kutozivisisa maitire ayo, zvisizvo inogona kukuuraya.

Akada kuto zivisisa ndomurova " vakadaro Batakue.

Iyi in'anga inenge ichizivisisa chaizvo basa rayo rokurapa.

Uyu munhu anozivisisa basa rake.

Zvakafanana

-zivisa

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word