Duramazwi
Zvinoreva
Izwi rinoreva kufuma.
1
Izwi rinoreva kufuma.
Vezvitupa vanoda kuti uvaratidze ganzva risingabvi, kuitira kuti uzozikanwa kana ukaita tsaona ukafa.
Mhembwe inozikanwa negwapa jena pasi pedumbu.
Kana mushonga wafumuka unenge usisina basa nokuti unenge wava kutozikanwa nezvawo.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zikitira
Zikitira ndepanenge pakazvimba kana munhu arumwa netumbuyu.
VerengaSwipe for the next word