KwaunobvaDuramazwiZzimba

Duramazwi

zimba

-nyengetedza

Zvinoreva

Kuzimba munhu kumuitira zvinhu zvakanaka zvinoita kuti aite zvaunenge uchida iwe.

1

Kuzimba munhu kumuitira zvinhu zvakanaka zvinoita kuti aite zvaunenge uchida iwe.

Akavambisa zimba rakakomba kumusha uku.

Akazazambura zimba rinotyisa kukura.

Dhirihora zimba rakakura uye rakareba, rinoshndiswa pakuomesa fodya.

Zvakafanana

-nyengetedza

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word