KwaunobvaDuramazwiZzimbwa

Duramazwi

zimbwa

-nyumwa-fungira-tyira

Zvinoreva

Kana munhu achizimbwa anenge aine kapfungwa kokuti zvimwe zvinhu zvingangoitika kwaari, nekuti anenge ane zvaanoziva.

1

Bhagu zimbwa ziguru rine maromo makuru nekumeso kwakashata.

Gondova zimbwa gono rinenge rakakura chaizvo.

Zvakafanana

-nyumwa · -fungira

Zvine chekuita

-tyira

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zimi

Zimi inyaya kana chiitiko chinotyisa.

Verenga

Swipe for the next word