Duramazwi · zita
Zvinoreva
Zimbe irasha remoto rinenge richipisa.
1
Zimbe irasha remoto rinenge richipisa.
Kana zimbe remoto rikavarika rinenge ratomhuka kubva mumoto kuenda panze.
Zimbe irasha remoto rinenge richipisa.
Akasvisvina muto wenzimbe ndokumedza.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zimbwa
Kana munhu achizimbwa anenge aine kapfungwa kokuti zvimwe zvinhu zvingangoitika kwaari, nekuti anenge ane zvaanoziva.
VerengaSwipe for the next word