Duramazwi · zita
Zimbabwe
essex
Duramazwi · zita
essex
Zimbabwe ndiro zita renyika inogara vaShona vazhinji, pamwe nemamwewo marudzi.
Zimbabwe dzimba dzakavakwa nemabwe pedyo neguta reMasvingo, dzinova ndidzo dzakatipa zita renyika yeZimbabwe.
Zimbabwe ndiro zita renyika inogara vaShona vazhinji, pamwe nemamwewo marudzi.
Mushandiro wamajuru wakavaka churu, Mushandiro wedu pamwe uchavaka Zimbabwe.
Isu tikashandawo pamwe semajuru tinokwanisa kuvaka Zimbabwe yedu.
Sokuti: • Zimbabwe nyika yevatema Izvi zvinoreva kuti nyika ino yeZimbabwe varidzi vayo vanhu vatema.
Zimbabwe isvingo dzakavakwa nemabwe munzvimbo dzakasiyana munyika yeZimbabwe, dzaimboshandiswa semizinda makarekare.
Zimbabwe dzimba dzakavakwa nemabwe pedyo neguta reMasvingo, dzinova ndidzo dzakatipa zita renyika yeZimbabwe.
Isu tikashandawo pamwe semajuru tinokwanisa kuvaka Zimbabwe yedu.
Sokuti: • Zimbabwe nyika yevatema Izvi zvinoreva kuti nyika ino yeZimbabwe varidzi vayo vanhu vatema.
Mhinduro dzinotarisirwa nyika • dunhu kana nzvimbo Sokuti: Zimbabwe ndiyo nyika yoga inosimudzira vachidiki mune zvekurima.
dzimbahwe la
Duramazwi
01 / 03zimbe
Zimbe irasha remoto rinenge richipisa.
VerengaSwipe for the next word