KwaunobvaDuramazwiZzimai

Duramazwi · zita

zimai

zimbuya guru

Zvinoreva

Zimai ndivo mai vakuru paukama kana kuti kunonzi ndiko kwakatanga dzinza.

1

Zimai ndivo mai vakuru paukama kana kuti kunonzi ndiko kwakatanga dzinza.

Zimai ndivo mai vakuru paukama kana kuti kunonzi ndiko kwakatanga dzinza.

Donganyuchi rukono rwenyuchi runokandirisa zimai racho mazai.

Nekuti maimaginations ake aimuratidza ave mudzimai waBatakue.

2

Zimai rezvinhu rinenge riri zinhu racho zihombe. *Mumunda medu mune zimai rechuru ratinogara pamusoro kana tichirinda munda.*

Zvakafanana

zimbuya guru

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zimba

Kuzimba munhu kumuitira zvinhu zvakanaka zvinoita kuti aite zvaunenge uchida iwe.

Verenga

Swipe for the next word