Kwaunobva/Duramazwi/Z/zimwaya
Duramazwi · zita
Zimwaya munhu ane makuhwa.
Kuchakwatidza kunyorovesa nhumbi nokudzimwaya mvura.
mabvuche la
Duramazwi
zindoga
aloof
zinga
honeycomb
zinganira
Kana vanhu vakazinganira munhu vanenge vabatsirana kumurwisa.
Swipe for the next word