Duramazwi · zita
zinga
honeycomb
Duramazwi · zita
honeycomb
Zinga ndechimwe chezvinovakwa nenyuchi chinenge chiine mwena munova munochengeterwa uchi nenyuchi.
Zinga ndechimwe chezvinovakwa nenyuchi chinenge chiine mwena munova munochengeterwa uchi nenyuchi.
Zinga ndechimwe chezvinovakwa nenyuchi chinenge chiine mwena munova munochengeterwa uchi nenyuchi.
Patakabvako vachitidzinga vaive vangoudza mama pachena kuti kwandiri wakangofanana nemunhu akafa.
Chakaita kuti akurumidze kudzinga pfungwa idzi ndechekuti Ozi ainge achiri kuriritira mhuri yake zvakanaka semazuva ese.
Duramazwi
01 / 03zinganira
Kana vanhu vakazinganira munhu vanenge vabatsirana kumurwisa.
VerengaSwipe for the next word