Duramazwi
zinganira
-kutsira-guchanira
Duramazwi
Kana vanhu vakazinganira munhu vanenge vabatsirana kumurwisa.
Kana vanhu vakazinganira munhu vanenge vabatsirana kumurwisa.
Vakaona kuti vakarwa naye mumwe mumwe vangakurirwa saka vakazomuzinganira.
Kana vanhu vakazinganira munhu vanenge vabatsirana kumurwisa.
-kutsira · -guchanira
Duramazwi
01 / 03zingizi
Zingizi chibhururukwa chitema, chine tumvere twakatsvukuruka nechepamusana pacho uye chinofarira kutevedza maruva.
VerengaSwipe for the next word