KwaunobvaDuramazwiNnyengetedza

Duramazwi

nyengetedza

Zvinoreva

Kunyengetedza kutaura nokuitira munhu zvinhu zvinoita kuti iye abvume kuita zvauri kuda iwe.

1

Kunyengetedza kutaura nokuitira munhu zvinhu zvinoita kuti iye abvume kuita zvauri kuda iwe.

Kutsvetsva kutaura kunoita mukomana kumusikana, achimunyengetedza kuti agodiwa.

Kufefetedza munhu kumunyengetedza kusvikira abvuma zvaunenge uchida.

Kunyengetedza kutaura nokuitira munhu zvinhu zvinoita kuti iye abvume kuita zvauri kuda iwe.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyengetera

Kunyengetera kukumbira chaunoda kumunhu uchiratidza kuti hauna mamwe mawanire aungachiite.

Verenga

Swipe for the next word