KwaunobvaDuramazwiNnyengetera

Duramazwi

nyengetera

Zvinoreva

Kunyengetera kukumbira chaunoda kumunhu uchiratidza kuti hauna mamwe mawanire aungachiite.

1

Kana tava kunamata tinonyengetera kuitira kuti ishe varopofadze chikafu.

Vatendi vanogwadama pavanonyengetera muchechi.

Kunyengetera kukumbira chaunoda kumunhu uchiratidza kuti hauna mamwe mawanire aungachiite.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word