KwaunobvaDuramazwiNnyengesvu

Duramazwi

nyengesvu

Zvinoreva

Kuti nyengesvu kucheka chinhu uchichiita zvidimbu zvidiki.

1

Kuti nyengesvu kucheka chinhu uchichiita zvidimbu zvidiki.

Kuti nyengesvu kudimbura chibandi chidiki kubva pachinhu chikuru.

2

Kuti nyengesvu kudimbura chibandi chidiki kubva pachinhu chikuru.

Akati kamedu kechingwa nyengesvu ndokukakanda mumuroto.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyengetedza

Kunyengetedza kutaura nokuitira munhu zvinhu zvinoita kuti iye abvume kuita zvauri kuda iwe.

Verenga

Swipe for the next word