Duramazwi01 / 03nyengetereraKunyengeterera mumwe munhu kumukumbirira kuna Mwari kuti zvinhu zvimunakire kana kuti zvido zvake zviitike.Verenga→
Duramazwi02 / 03nyengeteroNyengetero mazwi anotaurwa neanokumbira achiratidza kuti hakuna kumwe kwaangawana chaari kuda.Verenga→
Duramazwi03 / 03nyengoNyengo itsika yemu rume anoti munhukadzi wose waaona opfimba, kana kuti anenge atori nevasikana vakawanda.Verenga→