KwaunobvaDuramazwiNnyengetero

Duramazwi · zita

nyengetero

Zvinoreva

Nyengetero mazwi anotaurwa neanokumbira achiratidza kuti hakuna kumwe kwaangawana chaari kuda.

1

Vatendi vakaita munyengetero mukuru muchechi svondo.

2

Munamato.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyengo

Nyengo itsika yemu rume anoti munhukadzi wose waaona opfimba, kana kuti anenge atori nevasikana vakawanda.

Verenga

Swipe for the next word