Duramazwi
Zvinoreva
Kuti nyengu kukurumidza kufamba kubva panzvimbo kuenda kusingaonekwi.
1
Kuti nyengu kukurumidza kufamba kubva panzvimbo kuenda kusingaonekwi.
Zuva richingoti nyengu muna mai varo ngoro yaVaMusaririri yakabva yapinda mumusha waVaMutsvenguri.
Kuti nyengu kukurumidza kufamba kubva panzvimbo kuenda kusingaonekwi.
Kuti menyengu kumenya chinhu uchibvisa rukanda rwepamusoro sezvinoitwa ranjisi.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyenje
Nyenje imhando yederere rine mashizha marefu ane kumberi kwakatesvera.
VerengaSwipe for the next word