KwaunobvaDuramazwiNnyenya

Duramazwi

nyenya

Zvinoreva

Kana uchinyenya munhu unenge uchimushoora uchifunga kuti haangakukuriri pakurwa kana pamakwikwi.

1

Kufenyenya kuvhurika kunoita sikarudzi yomukadzi.

2

Kuvenga.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyenye

Kana musikana akanzi inyenye anenge aine runako rwunoyevedza chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word