KwaunobvaDuramazwiNnyenye

Zvinoreva

Kana musikana akanzi inyenye anenge aine runako rwunoyevedza chaizvo.

Nyenye chibedu chehuni inenge ichibvira, chinodauka uye

1

Mandaudzi imbudzi hadzi inongozvara nyenye imwe chete yobva yaregedza.

Pakati vamwe vose bvu-u kuseka, babamunini vakangoti nyenyenye.

Kana musikana akanzi inyenye anenge aine runako rwunoyevedza chaizvo.

2

Mwana wemhuka diki.

3

Hwayana.

4

Mbudzana.

5

Nyenye chibedu chehuni inenge ichibvira, chinodauka uye

Mandaudzi imbudzi hadzi inongozvara nyenye imwe chete yobva yaregedza.

Kana musikana akanzi inyenye anenge aine runako rwunoyevedza chaizvo.

Kana chinhu chichiti nyenyenye chinenge chichingaima.

Zvakafanana

mhenya

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyenyedzi

Nyenyedzi tumwenje twakawanda twunoonekwa mudenga manheru kana kuchinge kusina makore.

Verenga

Swipe for the next word