Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gwayi duku (lamb).
Kuti gondoro kurira sekunoita mugoro usina mvura unenge wagumwa nechimwe chinhu.
Gondoro chigutsa chinenge chakapiswa panzvimbo inenge ichida kuzorimwa.

Kuti gongondoro kurira kwemugoro kana dhiramu risina chinhu rinenge radonha.

Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gondova
Gondova zimbwa gono rinenge rakakura chaizvo.
VerengaSwipe for the next word