Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gondora imhuru inenge yasvika zera rekukurumuka asi ichiri kungoyamwa pana mai vayo.
Gondora igonye rinogara mukamba karo, kakaumbiridzwa kakanamira pamuti senhundu yemago.

Gondora munhu anoda kutamba zvinotambwa navana vadiki achivavhiringidza nokuti zera rake rasiya.

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gondoro
Gwayi duku (lamb).
VerengaSwipe for the next word