Kwaunobva/Duramazwi/G/gondya
Duramazwi · zita
Kudzvanya nenzira yerubatsiro.
Magondya uswa hwakapfavisisa hwaiputiriswa vana vachangozvarwa, kare kare.
Duramazwi
gone
Gone imhuka kana munhu ane tsika yokukuruka vamwe.
goneka
Kana chinhu chichinzi chinogoneka chinenge chichikwanisa kuitwa.
gonera
Gonera inzvimbo inenge yagara nyuchi kwamakore akawanda.
Swipe for the next word